Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 19:7-8

Mapisarema 19:7-8 SNA2002

Murayiro waJehovha wakakwana, unoponesa mweya; Chipupuriro chaJehovha ndechazvokwadi, chinopa vasina mano njere. Zvinorairwa naJehovha zvakarurama, zvinofadza mwoyo; Murau waJehovha wakaisvonaka, unovhenekera meso.