Ndinorindira Jehovha, mweya wangu unorindira; Ndinotarira shoko rake. Mweya wangu unorindira Ishe, Kupfuura varindi vanorindira rungwanani; Zvirokwazvo, kupfuura varindi vanorindira rungwanani. Imi Isiraeri, tarirai kuna Jehovha; Nokuti kuna Jehovha kune ngoni, Uye kwaari kunokudzikinurwa kukuru.
Verenga chikamu Mapisarema 130
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 130:5-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo