Jaya ringaramba richinatsa nzira yaro neiko? Kana richichenjerera sezvinoraira shoko renyu. Ndakakutsvakai nomwoyo wangu wose; Musanditendera kutsauka pamirairo yenyu. Shoko renyu ndakariviga mumwoyo wangu, Kuti ndirege kukutadzirai. Imi munofanira kukudzwa, Jehovha; Ndidzidzisei mitemo yenyu. Ndakadudzira nemiromo yangu Zvose zvamakatonga nomuromo wenyu. Ndakafara kwazvo munzira yezvipupuriro zvenyu, Sezvandinofarira pfuma yose. Ndichafungisisa zvirevo zvenyu, Nokurangarira nzira dzenyu. Ndichazvifadza nemitemo yenyu; Handingakanganwi shoko renyu.
Verenga chikamu Mapisarema 119
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 119:9-16
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo