Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 119:81-83

Mapisarema 119:81-83 SNA2002

Mweya wangu unopanga kuponesa kwenyu; Asi ndinotarira shoko renyu. Meso angu anopera nokutsvaka shoko renyu, Ndichiti, “Muchandinyaradza riniko?” Nokuti ndava sehombodo iri muutsi; Kunyange zvakadaro handikanganwi mitemo yenyu.