Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 103:8-10

Mapisarema 103:8-10 SNA2002

Jehovha anetsitsi nenyasha, Haachimbidziki kutsamwa, ane ngoni zhinji. Haangarambi achirwa; Uye haangarambi akatsamwa nokusingaperi. Haana kutiitira sezvakafanira zvivi zvedu, Kana kutipa mubayiro sezvakafanira zvakaipa zvedu.