Makateya nyika kare-kare; Nedenga rose ibasa ramaoko enyu. Zvichaparara izvo, asi imi muchagara muripo; Zvirokwazvo, izvozvo zvose zvichasakara senguo; Muchazvishandura sechisimiro, zvikashanduka; Asi imi hamushanduki, Makore enyu haangavi nomugumo.
Verenga chikamu Mapisarema 102
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 102:25-27
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo