Nokuti anofanira kurwa pfumo amborairirwa nouchenjeri; Asi kuna varairiri vazhinji ndiko kune ruponeso. Uchenjeri hahusvikirwi nebenzi; Harishamisi muromo waro padare. Anorangarira kuita zvakaipa, Achanzi navanhu mwene wezvakashata.
Verenga chikamu Zvirevo 24
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvirevo 24:6-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo