Munhu akachenjera ane simba; Zvirokwazvo, munhu wezivo anowedzera simba. Nokuti anofanira kurwa pfumo amborairirwa nouchenjeri; Asi kuna varairiri vazhinji ndiko kune ruponeso.
Verenga chikamu Zvirevo 24
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvirevo 24:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo