Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaFiripi 4:11-12

VaFiripi 4:11-12 SNA2002

Handirevi izvozvi nokuti ndinoshayiwa; nokuti ini ndakadzidza kutenda nezvose zvandinazvo. Ndinoziva urombo, ndinozivawo kuva nezvakawanda; pachinhu chipi nechipi napazvinhu zvose ndakadzidziswa kuti ndizive kuguta nokunzwa nzara, kuva nezvizhinji nokushayiwa.

Verenga chikamu VaFiripi 4