Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaFiripi 1:3-6

VaFiripi 1:3-6 SNA2002

Ndinovonga Mwari wangu nguva imwe neimwe kana ndichikufungai, ndichikumbira nomufaro nguva dzose pakukumbira kwangu kwose, pamusoro penyu mose nokuda kwokusangana kwenyu paVhangeri kubva pazuva rokutanga kusvikira zvino; ndichiziva chinhu ichi, kuti iye akatanga basa rakanaka mukati menyu, acharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu

Verenga chikamu VaFiripi 1

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaFiripi 1:3-6