Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaFiripi 1:10-11

VaFiripi 1:10-11 SNA2002

kuti muedze muzive kuti zvinhu zvakanaka ndezvipi, kuti muve vakarurama, vasina mhosva, kusvikira pazuva raKristu; muzere nechibereko chokururama, chinouya naJesu Kristu, kuti ave nokubwinya nokurumbidzwa.

Verenga chikamu VaFiripi 1