Zvino vaIsiraeri vakagara paShitimu, vanhu vakatanga kuita upombwe navanasikana vaMoabhu; nokuti vakadana vanhu vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo; vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari vavo. VaIsiraeri vakazvisunganidza naBhaari‐peori; Jehovha akatsamwira Isiraeri kwazvo.
Verenga chikamu Numeri 25
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Numeri 25:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo