Ndinomuona, asi handimuoni zvino; Ndinomuona, asi handimuoneri pedyo; Nyeredzi ichabuda kuna Jakobho, Netsvimbo youshe ichabva kuna Isiraeri; Ichabvoora nyika yaMoabhu, Nokuparadza vanakomana vose vebope.
Verenga chikamu Numeri 24
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Numeri 24:17
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo