Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 9:22-23

Mako 9:22-23 SNA2002

“Kazhinji wakamuwisira mumoto kana mumvura kuti umuparadze; asi kana muchigona kuita chinhu, mutinzwire tsitsi, mutibatsire.” Jesu akati kwaari, “Kana iwe uchigona kutenda, zvose zvingaitika kuna anotenda.”

Verenga chikamu Mako 9

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMako 9:22-23