Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 8:16-17

Mako 8:16-17 SNA2002

Vakarangana vakati, “Anodaro nokuti hatine zvingwa.” Zvino Jesu akati achizviziva, akati kwavari, “Munorangana nemhaka yeiko kuti hamune zvingwa? Hamuzivi, nokunzwisisa here? Mwoyo yenyu ichiri mikukutu here?

Verenga chikamu Mako 8