Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 4:35-38

Mako 4:35-38 SNA2002

Zvino nezuva iro, ava madekwana, akati kwavari, “Ngatiyambukire mhiri.” Vakasiya vanhu vazhinji, vakaenda naye muigwa akangodaro; mamwe magwa akanga aiva naye. Zvino dutu guru remhepo rakamuka, mafungu emvura akarova achipinda muigwa, rikanga roda kuzara. Asi iye akanga ari mushure megwa avete pamutsago; vakamumutsa, vakati kwaari, “Mudzidzisi, hamune hanya kuti tofa here?”

Verenga chikamu Mako 4