Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 2:1-5

Mako 2:1-5 SNA2002

Kwakati mazuva apfuura, akapindazve Kapenaume; vanhu vakanzwa kuti ari mumba. Vazhinji vakaungana nokudaro vakashaiwa nzvimbo, kunyange pamusuo; akavataurira shoko. Vakauya vakaisa kwaari munhu akanga akafa mitezo, akatakurwa navanhu vana. Zvino vakati vasingagoni kuswedera kwaari nokuda kwavazhinji, vakazarura denga paakanga ari; vakati variputsa, vakaburusa nhoo, pakanga pavete munhu akanga akafa mitezo; Jesu akati achiona kutenda kwavo, akati kunoakanga akafa mitezo, “Mwana, waregererwa zvivi zvako.”

Verenga chikamu Mako 2