Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 14:32-34

Mako 14:32-34 SNA2002

Zvino vakasvika panzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi vake, “Garai pano, ini ndichindonyengetera.” Akatora Petirosi naJakobho naJohani, akatanga kuvhunduka kwazvo nokudumbirwa. Akati kwavari, “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa; garai pano murinde.”

Verenga chikamu Mako 14