Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 9:21-22

Mateu 9:21-22 SNA2002

nokuti akati nechomumwoyo, “Kana ndikabata nguo yake bedzi, ndichaponeswa.” Asi Jesu akatendeuka, akamuona, akati, “Mukunda, tsunga mwoyo, kutenda kwako kwakuponesa.” Mukadzi akaponeswa kubva panguva iyo.

Verenga chikamu Mateu 9