Jesu akapota neGariria rose, akadzidzisa mumasinagoge avo, achiparidza Vhangeri youshe, achiporesa hosha dzose namarwere ose avanhu. Mukurumbira wake wakanzwika kunyika yose yeSiria; vakauya kwaari navairwara vose, navakabatwa nehosha dzamarudzi mazhinji namarwadzo, navakanga vane mweya yakaipa, navakanga vane zvipusha, navakanga vakafa mitezo, akavaporesa.
Verenga chikamu Mateu 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mateu 4:23-24
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo