Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 27:24-25

Mateu 27:24-25 SNA2002

Zvino Pirato, achiona kuti hazvibatsiri, asi kuti potomuka bope, akatora mvura, akageza maoko ake pamberi pavanhu vazhinji, achiti, “Handine mhaka neropa romunhu uyu akarurama; imhaka yenyu!” Vanhu vose vakapindura, vakati, “Ropa rake ngarive pamusoro pedu napamusoro pavana vedu.”

Verenga chikamu Mateu 27