Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 25:34-36

Mateu 25:34-36 SNA2002

“Zvino Ishe achati kuna vari kurudyi, ‘Uyai imi, makaropafadzwa naBaba, mugare nhaka youshe hwakagadzirirwemi kubva pakuvamba kwenyika. Nokuti ndakanga ndine nzara, mukandipa chokudya; ndakanga ndine nyota, mukandipa chokunwa; ndakanga ndiri mweni, mukandigamuchira; ndakanga ndisina nguo, mukandipfekedza; ndakanga ndichirwara, mukandifambira; ndakanga ndiri mujeri, mukauya kwandiri.’

Verenga chikamu Mateu 25

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateu 25:34-36