Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 25:28-30

Mateu 25:28-30 SNA2002

Naizvozvo mutorerei tarenda rake, mupe ana matarenda ane gumi. Nokuti mumwe nomumwe unazvo, achapiwa, ave nezvizhinji; asi asina, achatorerwa nezvaanazvo. Budisirai muranda pasina, murima nokunze; ipapo pachava nokuchema nokugeda-geda kwameno.’

Verenga chikamu Mateu 25