Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 21:1-3

Mateu 21:1-3 SNA2002

Vakati vachisvika Bhetifage, pagomo reMiorivhi, Jesu akatuma vadzidzi vaviri, akati kwavari, “Endai kumusha wakatarisana nemi, pakarepo muchawana dhongi nemwana waro akasungirirwa, murisunungure, muuye naro kwandiri. Kana ani naani achitaura chinhu kwamuri, muti, ‘Ishe anorida;’ pakarepo acharidzosa.”

Verenga chikamu Mateu 21