Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 17:17-18

Mateu 17:17-18 SNA2002

Jesu akapindura, akati, “Haiwa! Rudzi rusingatendi, rwakatsauka, ndichagara nemi kusvikira riniko? Ndichakuitirai mwoyo murefu kusvikira riniko? Uyai naye pano kwandiri.” Zvino Jesu akamuraira, mweya wakaipa ukabuda kwaari, mukomana akapora kubva panguva iyo.

Verenga chikamu Mateu 17

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateu 17:17-18