Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 1:21-23

Mateu 1:21-23 SNA2002

Iye achazvara mwanakomana, agomutumidza zita rinonzi Jesu; nokuti ndiye achaponesa vanhu vake pazvivi zvavo.” Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita, achiti, “Tarira, mhandara ichava nepamuviri, ichazvara mwanakomana, vachamutumidza zita rinonzi Emanueri;” ndokuti, “Kana zvichishandurwa, Mwari anesu.”

Verenga chikamu Mateu 1

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateu 1:21-23