Jesu akati, “Vanhu vaviri vakanga vane chikwerete kumunhu mumwe; mumwe akanga ane chikwerete chamadhenari ana mazana mashanu, mumwe chamakumi mashanu. Vakati vashayiwa chokuripa nacho, akangovakanganwira vose vari vaviri. Zvino ndoupiko kwavari achanyanya kumuda?” Simoni akapindura, akati, “Handiti ndiye wakakanganwirwa zvizhinji here?” Akati kwaari, “Wareva kwazvo.”
Verenga chikamu Ruka 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 7:41-43
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo