Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 24:5-7

Ruka 24:5-7 SNA2002

zvino nokutya kwavo vakakotamira pasi nezviso zvavo, ivo vakati kwavari, “Munotsvakireiko mupenyu pakati pavakafa? “Haapo pano, amuka. Fungai zvaakakuudzai achiri Gariria, kuti, ‘Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu vakaipa aroverwe pamuchinjikwa, agomuka nezuva retatu.’ ”

Verenga chikamu Ruka 24