Akati kwavari, “Munotambudzika neiko? Mifungo inomukireiko mumwoyo yenyu? Tarirai zvanza zvangu netsoka dzangu, kuti ndini ndimene. Ndibatei, muone, nokuti mweya hauna nyama namapfupa, sezvamunondiona ndinazvo ini.”
Verenga chikamu Ruka 24
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 24:38-39
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo