Petirosi akati, “Iwe munhu, handizivi zvaunoreva!” Pakarepo, achataura, jongwe rikarira. Ipapo Ishe akatendeuka, akatarira Petirosi. Petirosi akarangarira shoko raIshe, raakanga amuudza, achiti, “Jongwe risati rarira nhasi, uchandiramba katatu.” Akabuda, akachema zvikuru.
Verenga chikamu Ruka 22
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 22:60-62
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo