Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 22:42-44

Ruka 22:42-44 SNA2002

achiti, “Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu kwandiri! Asi kuda kwangu kurege kuitwa, asi kwenyu.” Ipapo mutumwa akaonekwa naye, akabva kudenga, akamusimbisa. Zvino, ari pakutambudzika kukuru, akanyanya kunyengetera; ziya rake rikaita samadonhwe eropa, akadonhera pasi.

Verenga chikamu Ruka 22