Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 21:28-31

Ruka 21:28-31 SNA2002

Asi kana izvozvi zvichitanga kuitika, tarirai kumusoro, musimudze misoro yenyu, nokuti kusunungurwa kwenyu kwaswedera.” Zvino akavataurira mufananidzo, achiti, “Tarirai muonde nemiti yose. Kana yotunga, mukazviona, munoziva kuti zvino zhizha rava padyo. “Saizvozvo, nemiwo, kana moona izvozvo zvoitwa, zivai kuti ushe hwaMwari hwava padyo.

Verenga chikamu Ruka 21