Zvino vapostori vakati kuna Ishe, “Tiwedzerei kutenda kwedu.” Ishe akati, “Kana maiva nokutenda kwakaita setsanga yemasitadhi, maiti kumuonde uyu, ‘Dzurwa, usimwe mugungwa!’ Uchakuteererai.
Verenga chikamu Ruka 17
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 17:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo