Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 11:33-36

Ruka 11:33-36 SNA2002

“Hakuna munhu anoti kana atungidza mwenje angauisa pakavanda, kana pasi pedengu, asi pachigadziko, kuti vanopinda vaone chiedza. Mwenje womuviri iziso rako; kana ziso rako rakanaka, muviri wako wose uchavhenekerwa; asi kana rakaipa, muviri wako wose uchava nerima. Naizvozvo chenjera kuti chiedza chiri mukati mako chirege kuva rima. Zvino kana muviri wako wose wakavhenekerwa, pasina rutivi rune rima, uchavhenekerwa wose, somwenje unokuvhenekera nokupenya kwawo.”

Verenga chikamu Ruka 11