Zvose zviri mumvura zvisina zvimbi namakwande zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri. “Izvi pakati peshiri zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri, ngazvirege kudyiwa, ngazvive zvinonyangadza: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura; noruvangu, nenjerere, namarudzi adzo; namarudzi ose amakunguo; nemhou, nezizi, neshiri yegungwa, namarudzi ose oruvangu; nezizi duku, nekanyurura-hove, nezizi guru, nejichidza, nekondo, negora
Verenga chikamu Revhitiko 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Revhitiko 11:12-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo