Zvingwa izvo zvembuva yedu takazvitora zvichakapisa mudzimba dzedu musi watakabuda, tichiuya kwamuri; asi zvino tarirai, zvaoma, zvavhuvha. Nehombodo idzi dzewaini, dzatakazadza, dzakanga dziri itsva; tarirai, dzaparuka; nenguo dzedu idzi, neshangu dzedu zvasakara nemhaka yorwendo rurefu‐refu.’ ” Ipapo varume vakatora zvimwe zvembuva yavo, vasingabvunzi muromo waJehovha. Joshua akayanana navo, akaita sungano navo, kuti vachavarega vari vapenyu; machinda eungano akapika kwavari.
Verenga chikamu Joshua 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Joshua 9:12-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo