Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Joshua 1:7-8

Joshua 1:7-8 SNA2002

Asi usimbe nokutsunga mwoyo kwazvo, kuti uchenjere kuita murayiro wose wandakaraira Mosesi muranda wangu; usatsauka kwauri, kana kurudyi kana kuruboshwe, kuti uve nomufaro pose paunoenda, Bhuku iyi yomurayiro haifaniri kubva pamuromo wako, asi unofanira kuirangarira masikati nousiku, kuti uchenjere kuita zvose zvakanyorwamo; nokuti nokudaro uchazviwanira mufaro panzira yako nokubata nokuchenjera.

Verenga chikamu Joshua 1

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJoshua 1:7-8