“Ndinoziva kuti imi munogona kuita zvose, Uye kuti hakuna chamunovavarira zvingadziviswa. Ndianiko uyu anodzikatira zano raMwari asine zivo? Naizvozvo ndakataura zvandakanga ndisinganzwisisi, Zvinhu zvakandishamisa kwazvo, zvandakanga ndisingazivi. Chidonzwai henyu, nditaure ini, Ndichakubvunzai, imi mundidudzire. Ndakanga ndanzwa zvenyu nokunzwa kwenzeve; Asi zvino ziso rangu rinokuonai
Verenga chikamu Jobho 42
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jobho 42:2-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo