Nezuva retatu muchato waivapo paKana yeGariria; namai vaJesu vakanga varipo. NaJesu navadzidzi vake vakanga vadanwawo kumuchato. Waini yakati ichizoshayikwa, mai vaJesu vakati kwaari, “Havachine waini.” Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.” Mai vake vakati kuvaranda, “Itai zvose zvaanokuudzai.”
Verenga chikamu Johani 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johani 2:1-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo