Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 17:22-23

Johani 17:22-23 SNA2002

“Neni ndakavapa kubwinya kwamakandipa; kuti vave vamwe, sesu tiri vamwe; ini mavari, nemi mandiri, vakwaniswe kuva vamwe; kuti nyika izive kuti makandituma, uye kuti makavada sezvamakandida ini.

Verenga chikamu Johani 17

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 17:22-23