Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 17:21-23

Johani 17:21-23 SNA2002

kuti vose vave vamwe; semi baba muri mandiri, neni mamuri; kuti naivo vave matiri, kuti nyika itende kuti makandituma. “Neni ndakavapa kubwinya kwamakandipa; kuti vave vamwe, sesu tiri vamwe; ini mavari, nemi mandiri, vakwaniswe kuva vamwe; kuti nyika izive kuti makandituma, uye kuti makavada sezvamakandida ini.

Verenga chikamu Johani 17