Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 15:14-17

Johani 15:14-17 SNA2002

Imi muri hama dzangu, kana muchiita zvandinokurayirai ini. Handichakuidzii varanda; nokuti muranda haazivi zvinoitwa naishe wake; asi ndinokuidzai hama; nokuti zvose zvandakanzwa kuna baba vangu, ndakakuzivisai izvo. “Imi hamuna kundisanangura, asi ini ndakakusanangurai imi, ndikakuisai kuti muende mubereke michero, uye kuti michero yenyu igare; kuti chinhu chipi nechipi chamunenge muchikumbira kuna baba muzita rangu, vakupei icho. “Ndizvozvi zvandinokurayirai, kuti mudane.

Verenga chikamu Johani 15

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 15:14-17