Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 14:7-9

Johani 14:7-9 SNA2002

Dai makanga muchindiziva mungadai maizivawo baba vangu; kubva zvino munovaziva, makavaona.” Firipi akati kwaari, “Ishe, tiratidzei baba zvigotiringana.” Jesu akati kwaari, “Ndakava nemi nguva refu yakadai, ko hausati wandiziva here, Firipi? Andiona ini, aona baba; zvino unoreva seiko, uchiti, ‘Tiratidzei baba?’

Verenga chikamu Johani 14