“Nokuti kana mukaruramisa kwazvo nzira dzenyu nezvamunita, kana muchiita zvakarurama munhu mumwe nomumwe kunowokwake. “Kana musingamanikidzi mutorwa, nenherera, nechirikadzi, mukasateura ropa risina mhosva panzvimbo ino, nokusatevera vamwe vamwari, vanokuisai panjodzi; ipapo ndichakugarisai panzvimbo ino, panyika yandakapa madzibaba enyu, kubvira panguva yakare kusvikira nokusingaperi.
Verenga chikamu Jeremiya 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremiya 7:5-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo