Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 38:2

Jeremiya 38:2 SNA2002

“Zvanzi naJehovha, ‘Ani naani unorambira muguta rino uchaurawa nomunondo, nenzara, uye nehosha yakaipa, asi unobuda akaenda kuvaKaradhea uchararama, hupenyu hwake huchava kwaari chinhu chakapambwa, uchararama.’ ”

Verenga chikamu Jeremiya 38