Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 1:11-12

Jeremiya 1:11-12 SNA2002

Ipapo shoko raJehovha rakauyazve kwandiri, richiti, “Jeremiya, unoonei?” Ndikati, “Ndinoona davi romuamanda.” Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Waona zvakanaka; nokuti ndinosvinurira shoko rangu, kuti ndiriite.”

Verenga chikamu Jeremiya 1