Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jakobho 3:9-12

Jakobho 3:9-12 SNA2002

Narwo tinorumbidza Ishe Baba; narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari; mumuromo mumwe munobva kurumbidza nokutuka. Hama dzangu, hatifaniri kudaro. Tsime rinobudisa pachitubhu chimwe mvura inonaka neinovava here? Hama dzangu, muonde ungabereka maorivhi, kana muzambiringa maonde here? Kunyange nemvura inovava haingabudisi inonaka.

Verenga chikamu Jakobho 3