muchiziva kuti kuedzwa kwokutenda kwenyu kunobereka kutsungirira. Asi kutsungirira ngakuve nebasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwazvo, musingashayiwi chinhu. Zvino kana mumwe wenyu achishayiwa kuchenjera ngaakumbire kuna Mwari, anongopa vose asingazotuki; achapiwa hake. Asi ngaakumbire nokutenda, asinganyunyuti napaduku; nokuti munhu anonyunyuta akaita sefungu regungwa rinosundwa nemhepo richimutswamutswa. Munhu uyu ngaarege kufunga kuti achazowana chinhu kuna Ishe; munhu, ane mwoyo miviri, anoshandukashanduka panzira dzake dzose.
Verenga chikamu Jakobho 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jakobho 1:3-8
3 Mazuva
Ko muKristu angakunda sei apindana nematambudziko nekuyedzwa. Chidzidzo chino chinoongorora huvapo hwaMwari, zvinodikanwa kuti muKristu ave nekukunda miyedzo nematambudziko kutenda nekuvimba mushoko raMwari.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo