Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jakobho 1:13-16

Jakobho 1:13-16 SNA2002

Kana munhu achiedzwa, ngaarege kuti ndinoedzwa naMwari; nokuti Mwari haangaedzwi nezvakaipa, naiye amene haangaedzi munhu. Asi munhu mumwe nomumwe anoedzwa kana achikwewa nokuchiva kwake achinyengerwa. Zvino kuchiva, kana kwarema, kunozvara zvivi; nezvivi, kana zvakura, zvinobereka rufu. Musanyengerwa, hama dzangu dzinodikanwa.

Verenga chikamu Jakobho 1