Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jakobho 1:12-13

Jakobho 1:12-13 SNA2002

Akaropafadzwa munhu uyo anotsunga mwoyo pakuedzwa; nokuti kana atendwa, achapiwa korona yohupenyu yakapikirwa avo vanomuda. Kana munhu achiedzwa, ngaarege kuti ndinoedzwa naMwari; nokuti Mwari haangaedzwi nezvakaipa, naiye amene haangaedzi munhu.

Verenga chikamu Jakobho 1